Narinhi
Tenzi gore rapfuura ndisina kunyora pano asi ndirikuchema nevarikuchema vese mukereke yenyu. Ndachema nevekuPalestine, vekuLebanon, ndanyengetera nekunamata kuti vanhu vekuIsrael vakurangarirei tenzi. Pindirai mambo. Pindirai baba, taremerwa reropa rayerera. Ishe Jesu, huyai, baba huyai mutibatsire.
Tinozvikumbira muzita raJesu,
Amen









